F-Droid Vhezheni Dzima Bvumidza NFC kuti itumire… Zvitsva zvakanatswa Chengeta makare ezvivakirira Pfimbika rutarwa rwezvivakirira nezvivakirira zvakabviswa mukati meF-Droid Chimirwa chakanatswa chiri automatic Tutunura zvekunatsa zviri automatic Tutunura faira rekunatsa kuseri kwezvaurikuita iyezvino Vakirira zvekunatsa zviri automatic Tutunura nekuvakirira ma apps ekunatsa kuseri kwezvauri kuita iyezvino Zviziviso zvekunatsa Ratidza chiziviso kana zvekunatsa zvavapo Tambanudzo dzine chihesvuro Shandisa tambanudzo inechihesvuro yeF-Droid kuti uvakirire, unatse nekubvisa mapakeji Zita repfimbi rakamanikwa Musoro wepfimbi yakamanikwa wakashambadzwa: %s Shandisa chihako cheHTTPS:// chakakwedekerwa kuitira pfimbi yakamanikwa Kukwedekwerwa kunodiwa Zita remushandisi Password Shandura Password Hapana chakanyorwa pazita rekushandisa, chitupa hachina kushandurwa Zvizere zve App Hapana app yakadaro yawanikwa. Nezve F-Droid Vhezheni Nezve Website Nyuko yemurau Rezenisi Hazviwirirane Yavakirirwa Haina kuvakirirwa Yavakirirwa (kubva %s) Yavakirirwa (kubva kunyuko isingazivikanwe) Chawedzerwa pa %s OK Hongu Kwete Wedzera pfimbi itsva Wedzera Kochekero Zvimwe Shoma Dzokera Kanzura Bvumidza Wedzera svumbunuro Nyorera pamusoro Hapana mutowo wekutumira neBluetooth wawanikwa, sarudza imwe chete! Sarudza mutowo weBluetooth wekutumira nawo Kero yepfimbi Chidhindo chechigunwe (zvirikwauri) Chidhindo chechigunwe ichi chakaipa URL iri harina kururama. Kufuratira URI yepfimbi yakapeyama: %s Pfimbi: %s Pfimbi Gadziro Tsvaga Pfimbi itsva Ita Gova Vakirira Bvisa chivakirira Furatira zvekunatsa Ese Furatira chekunatsa ichi Website Munyori weTsambambozha Matambudziko Shandura Rutarwa rwemakare Nyuko yemurau Kwidziridza Ipa Bitcoin Litecoin Flattr Haina kuvakirirwa App ino ine zvakashambadzwa zvemamwe makambani App ino inotevera nekududzira zvauri kuita App inosesedza zvinowedzerwa paapp ino zvinobhadharwa App ino inosesedza zvirango zvemasaisai zvinobhadharwa App ino inotemba nemamwe maapps anobhadharwa Nyuko yemurau irikumberi haisi yemahara App ino inenhumbi dzinobhadharwa Pangidzo Motowo wegodobori Ratidza mashoko mamwe nekubvumidza dzimwe gadziro Tsvaga maApplications Kuwirirana kwemaApplication Mavhezheni asingawirirana Raridza mavhezheni eapp asingawirirane nemuchina Pfimbi yakamanikwa F-Droid yakagadzirira kutsinhana Bata kuti uwone zvizere nekubvumidza vamwe kuti vatsinhana maApps ako. Kudzima pfimbi yaiyezvino… Kuwedzera %s kupfimbi… Kunyora faira reindex rakasainiwa (index.jar)… Kukochekera maAPKs kupinda mupfimbi yacho… Kukopa maicons eApp kupinda mupfimbi yacho… Icon Zvinotevera Darika Shandisa Tor Manikidza kututunurwa kwetraffic kuburikidza Tor kuitira puraivheti yakanyanya Proxy Bvumidza Proxy reHTTP Gadziridza Proxy reHTTP kuitira zvikumbiro zvemasaisai ose Muchinguri weProxy Gadziridza zita remuchinguri wePrxoy (e.g. 127.0.0.1) Port reProxy Gadziridza nhamba dzeport reproxy rako (e.g. 8118) Kututunura %2$s / %3$s (%4$d%%) kubva %1$s Kututunura %2$s kubva %1$s Kunatsa pfimbi Kushisha %2$s / %3$s (%4$d%%) kubva %1$s Kuhakira ku %1$s Kuchengeta zvizere zveapplication Pfimbi dzese dziri panguva yamanje Dzimwe pfimbi dzose hadzina kusika kanganiso. Kanganiso pakunatsa: %s Hatisi kukwanisa kunatsa, unechokwadi kuti wakahakira padandemutande here? Zvirikuratidza sekunge pakeji inoiyi haiwirirane nemuchina wako. Urikuda kuyedza nekuvakirira zvakangodaro here? Chengeta maApps ari cached Zvakanatswa zvisina kuvimbika Yambira zvekunatsa maererano nemavhezheni asina kuvimbika Imwe Vhezheni itsva yakasainiwa nesvumbunuro yakasiyana neyakare. Kuti uvakirire vhezheni itsva, yakare inofanirwa kutanga yabviswa pakuvakirira. Tinokumbira kuti utange waita saizvozvo woyedza zvekare. (Yambira kuti kubvisa chivakirira kuchadzima data ririmukati rakachengetwa neapplication.) Hapana mibvumo yakashandiswa. Mibvumo Hauna app iripo inokwanisa %s. Dingindira Isina kusainiwa Isina kuwongororwa kururama Pfimbi Kero Nhamba yema Apps Chidhindo chechigunwe chesvumbunuro yekusaina (SHA-256) Dudziro Chapedzisira kunatsa Zita Izvi zvinoreva kuti rutarwa rwe maApplication rwatadza kuwongororwa kururama. Unofanirwa kuchenjera maApplications akatutunurwa kubva kumaindex asina kusainiwa. Pfimbi iyi haisati yashandiswa. Unofanirwa kuibvimidza kuwona maApps aino yananisa. Haizivikanwe Dzima Pfimbi? Kudzima pfimbi kunoreva kuti maApps kubva mairi haachakwanisa kwanikwa kubva kuF-Droid Ziviso: Ese maApp akambo vakirirwa acharamba ari pamuchina wako. Yarambidzwa %1$s Uchada kubvumidza pfimbi iyi zvakare kuti uvakirire kubva kwairi. Pfimbi yeF-Droid yachengetedzwa %1$s. Pfimbi yeF-Droid irikutsvagirwa pa %1$s Muchina wako hausi pamasaisai eWi-Fi mamwe chete nepfimbi yakamanikwa yawabva kuwedzera! Yedza kukochekedza pamasaisai aya: %s Zvinosungira: %1$s Mutauro Sistemu ine hurongwa hwakarepo Wi-Fi Hotspot Mahakiro Tsvitsa Mitambo Magraphics Dandemutande Mari Midhiya yakasiyana Mafambiro Nhare neTsamba pfupi Kuverenga zveScience neFundo Zvekukwdekwera Nhabvu neUtano Sistemu Kudingindira Nguva Kunyora Hapana maApps akavakirirwa Pane maApps pamuchina wako, asi haapo kubva kuF-Droid. Izvi zvinogona kudaro nekuti unofanirwa kunatsa pfimbi dzako, kana kuti pfimbi dzako hadzina maApps ako zvechokwadi. MaApps ose akanatswa. Makorokoto! MaApps ako ose akanatswa (kana kuti pfimbi dzako hadzina kunatswa). Hapana maApps akatevedzera aripo. Tatadza kuvakirira nenhau yekanganiso isingazivikanwe Tatadza kubvisa kuvakirira nenhau yekanganiso isirikuzivikanwe Mibvumo ine tambanudzo haina kupihwa kuchihesvuro! Chikumbiro, sika dudziro rezvipfukuto! Kana shamwari yako yakabatidza F-Droid neNFC ita kuti michina yenyu ibatane. Hakira paWi-Fi imwe chete seshamwari yako Bata kuti utsinhana Kuti utsinhana pamasaisai eWi-Fi, tanga mazvivimbisa kuti muripa masaisai mamwe chete. Kana usina hupindwa pamasaisai mamwe chete, mumwe wenyu anokwanisa kusika nzvimbo yake yemasaisai eWi-Fi. Batsira shamwari yako kupinda panzvimbo yako yemasaisai Tsinhana maApps Kutsinhana kwabudirira! Hapana masaisai iyezvino %1$s (nzvimbo yako yemasaisai) Bata kuti uvhure masaisai aripo Bata kuti uchinje kuenda pane mamwe masaisai eWi-Fi Vhura Scanner yeQR Titambire paF-Droid! Unoda kuwana maApps kubva pa %1$s izvozvi? Usaratidza izvi zve Munhu mumwe chete anoda kunzvera murau, kana kunyora URL yeimwe yacho mubrowser. Sarudza maApps Nzvera Murau weQR Vanhu vari pedyo Kutsvaga vanhu vari pedyo… Kutsinhana kuri pedyo Hakira nekuchinjana maApps nevanhu vari pedyo newe. Kuwoneka nenzira yeBluetooth Kugadzira Bluetooth… Haisi kuwoneka nenzira yeBluetooth Kuwoneka nenzira yeWi-Fi Kugadzira Wi-Fi… Kumisa Wi-Fi… Haisi kuwoneka nenzira yeWi-Fi Zita remuchina Hausi kuwona munhu wauri kutsvaga here? Tumira F-Droid Hauna kuwana vanhu vari pedyo newe vekutsinhana. Kuhakira Tsinhira kutsinhana Murau weQR wawanzvera hausi kuita kunge murau wekutsinhana. Kuzadza… Pane kanganiso yaitika pakuhakira kumuchina, hatisi kukwanisa kutsinhana nayo. inoda hupindwa pa Unoda kuvakirira chekunatsa kuApplication iripo here? Dhata rako ragara riripo harizo rasika. Application yakanatswa iyi ichawana hupindwa pa: Unoda kuvakirira chekunatsa kuApplication yakavakwa iyi here? Dhata rako ragara riripo harizo rasika. Application yakanatswa iyi ichawana hupindwa pa: Unoda kuvakirira chekunatsa kuApplication iripo here? Dhata rako ragara riripo harizo rasika. Izvi hazvizosungira hupindwa hwuripamusoro. Unoda kuvakirira chekunatsa kuApplication yakavakwa iyi here? Dhata rako ragara riripo harizo rasika. Izvi hazvizosungira hupindwa hwuripamusoro. Zvitsva Zvose Izvi zvichada mari Urikuda kudzorera App iyi nevhezheni yekufacory? Urikuda kubvisa kuvakirira paApp iyi here? Kututunura hakuna kubudirira Takamirira kutanga kututunura… Kanganiso pakuvakirira %s Kanganiso pakubvisa kuvakirira %s Chitsva: Kuyananiswa na %1$s. Kututunura… Kuvakirira… Kubvisa kuvakirira… Hazvimbofi PaAwa Pa maawa 4 ese Pa maawa 12 ese Zuva nezuva Vhiki nevhiki Pamavhiki 2 ose Awa 1 Zuva 1 Vhiki 1 Mwedzi 1 Gore 1 Zvachose Chiedza Rima Usiku F-Droid yabondera Pane kanganiso isina kutarisirwa yaitika yamanikidza Application kuti imire. Unoda kunyora tsamba mbozha ine zvizerekuti ubatsire kugadzira dambudziko iri here? Unokwanisa kuwedzera mashoko mamwe ne mawonero ako panapa: Mavhezheni Tengera vauumbi ve %1$s coffee! %1$s inosikwa na %2$s. Vatengereyi coffee! Wedzera dzimwe nyuko dze maapplication Kuwedzera kwavapo Yagadzirira kuvakirira Kuwedzera kwagadzirira kuvakirirwa Kuvakirira kwaramba Kututunura \"%1$s\"… Kututunura wedzero ye \"%1$s\"… Kuvakirira \"%1$s\"… Kuvakirira kwabudirira Wedzero yavapo Kututunura… Kututunura wedzero… Yagadzirira kuvakirirwa Wedzero yagadzirira kuvakirirwa Kuvakirira Budiriro pakuvakirira Kuvakirira kwaramba Wedzero Kanzura Vakirira Version %1$s yavapo Version %1$s Version %1$s (Inoyambirwa) Itsva Natsa Kututunura %1$s MaApps akavakirirwa Wedzero dzakafuratirwa Wedzero dzakafuratirwa pa Version %1$s Bhatani rekututunura riri mukati memutsara rakaratidzwa muscreen rinoshandisa icon chete Tutunura wedzero dzese Hwandisa maApps Ratidza maApps Tutunura wedzero yeApp %1$d. Tutunura wedzero dze maApps %1$d. Chenesa rutsvako Azvino Mapato Zviri padhuze MaApps angu Maneja maApps Akavakirirwa Wona zvese %d Wona zvese %d Bato %1$s Wona app imwe chete mubato iri %2$s Wona maApps %1$d ese kubva mubato iri %2$s