F-Droid
Vhezheni
Dzima
Bvumidza NFC kuti itumire…
Zvitsva zvakanatswa
Chengeta makare ezvivakirira
Pfimbika rutarwa rwezvivakirira nezvivakirira zvakabviswa mukati meF-Droid
Chimirwa chakanatswa chiri automatic
Hapana mitara iri automatic yezvakanatswa zvema app
Pamasaisai eWi-Fi chete
Natsa zviriautomatic pamasaisai asiri metered kunge Wi-Fi chete
Tutunura zvekunatsa zviri automatic
Tutunura faira rekunatsa kuseri kwezvaurikuita iyezvino
Vakirira zvekunatsa zviri automatic
Tutunura nekuvakirira ma apps ekunatsa kuseri kwezvauri kuita iyezvino
Zviziviso zvekunatsa
Ratidza chiziviso kana zvekunatsa zvavapo
Natsa makare
Mazuva ekufunga nezve ma apps matsva kana amanje: %s
Tambanudzo dzine chihesvuro
Shandisa tambanudzo inechihesvuro yeF-Droid kuti uvakirire, unatse nekubvisa mapakeji
Natsa/Bvisa chivakirirwa patambanudzo ane chihesvuro
Vhura chivhitivhiti chinezvizere chetambanudzo chine chihesvuro kuti uinatse/uibvise chivakirirwa
Zita repfimbi rakamanikwa
Musoro wepfimbi yakamanikwa wakashambadzwa: %s
Shandisa chihako chepuraivheti
Shandisa chihako cheHTTPS:// chakakwedekerwa kuitira pfimbi yakamanikwa
Kukwedekwerwa kunodiwa
Zita remushandisi
Password
Shandura Password
Hapana chakanyorwa pazita rekushandisa, chitupa hachina kushandurwa
Zvizere zve App
Hapana app yakadaro yawanikwa.
Nezve F-Droid
Vhezheni
Nezve Website
Nyuko yemurau
nezve tsamba mbozha
Rezenisi
Hazviwirirane
Yavakirirwa
Haina kuvakirirwa
Yavakirirwa (kubva %s)
Yavakirirwa (kubva kunyuko isingazivikanwe)
Chawedzerwa pa %s
OK
Hongu
Kwete
Wedzera pfimbi itsva
Wedzera
Kochekero
Zvimwe
Shoma
Dzokera
Kanzura
Bvumidza
Wedzera svumbunuro
Nyorera pamusoro
Zviripo
Zvakavakirirwa
Zvekunatsa
Zvavakirirwa (%d)
Zvekunatsa (%d)
Zvekunatsa F-Droid zviripo
zvimwe +%1$d …
Hapana mutowo wekutumira neBluetooth wawanikwa, sarudza imwe chete!
Sarudza mutowo weBluetooth wekutumira nawo
Tumira kuburikira neBluetooth
Kero yepfimbi
Chidhindo chechigunwe (zvirikwauri)
iri pfimbi ratova nehurongwa, izvi zvichawedzera mashoko akakosha matsva.
Iri pfimbi ratova nehurongwa, tsinhira kuti urikuda kuibvumidza zvekare.
Pfimbi ririkupinda iri ratova nehurongwa uye rakabvumidzwa.
Unofanirwa kutanga wadzima pfimbi iyi usati wawedzera imwe nesvumbunuro yakasiyana.
Chidhindo chechigunwe ichi chakaipa
URL iri harina kururama.
Kufuratira URI yepfimbi yakapeyama: %s
Pfimbi: %s
Natsa pfimbi idzi
Pfimbi
Gova F-Droid kuburikidza neBluetooth
Gadziro
Nezve
Tsvaga
Pfimbi itsva
Ita
Gova
Vakirira
Bvisa chivakirira
Furatira zvekunatsa Ese
Furatira chekunatsa ichi
Website
Munyori weTsambambozha
Matambudziko
Shandura Rutarwa rwemakare
Nyuko yemurau
Kwidziridza
Ipa
Bitcoin
Litecoin
Flattr
Vhezheni %s yavakirirwa
Haina kuvakirirwa
App ino ine zvakashambadzwa zvemamwe makambani
App ino inotevera nekududzira zvauri kuita
App inosesedza zvinowedzerwa paapp ino zvinobhadharwa
App ino inosesedza zvirango zvemasaisai zvinobhadharwa
App ino inotemba nemamwe maapps anobhadharwa
Nyuko yemurau irikumberi haisi yemahara
App ino inenhumbi dzinobhadharwa
Pangidzo
Motowo wegodobori
Ratidza mashoko mamwe nekubvumidza dzimwe gadziro
Tsvaga maApplications
Kuwirirana kwemaApplication
Mavhezheni asingawirirana
Raridza mavhezheni eapp asingawirirane nemuchina
Furatira mudzi
Usaita kuti maApps anoda tambanudzo dzepamudzi dzisave dziripo
Ita kuti maApps ane anti-feature ave asipo
Ita kuti maApps anoda anti-features ave asipo
Furatira chivhitivhiti chekubata
Gara wakasanganidza maApps anoda chivhitivhiti chekubata
Pfimbi yakamanikwa
F-Droid yakagadzirira kutsinhana
Bata kuti uwone zvizere nekubvumidza vamwe kuti vatsinhana maApps ako.
Kudzima pfimbi yaiyezvino…
Kuwedzera %s kupfimbi…
Kunyora faira reindex rakasainiwa (index.jar)…
Kukochekera maAPKs kupinda mupfimbi yacho…
Kukopa maicons eApp kupinda mupfimbi yacho…
Icon
Zvinotevera
Darika
Shandisa Tor
Manikidza kututunurwa kwetraffic kuburikidza Tor kuitira puraivheti yakanyanya
Proxy
Bvumidza Proxy reHTTP
Gadziridza Proxy reHTTP kuitira zvikumbiro zvemasaisai ose
Muchinguri weProxy
Gadziridza zita remuchinguri wePrxoy (e.g. 127.0.0.1)
Port reProxy
Gadziridza nhamba dzeport reproxy rako (e.g. 8118)
Kututunura
%2$s / %3$s (%4$d%%) kubva
%1$s
Kututunura
%2$s kubva
%1$s
Kunatsa pfimbi
Kushisha %2$s / %3$s (%4$d%%) kubva %1$s
Kuhakira ku
%1$s
Kuchengeta zvizere zveapplication
Pfimbi dzese dziri panguva yamanje
Dzimwe pfimbi dzose hadzina kusika kanganiso.
Kanganiso pakunatsa: %s
Hatisi kukwanisa kunatsa, unechokwadi kuti wakahakira padandemutande here?
na
Zvirikuratidza sekunge pakeji inoiyi haiwirirane nemuchina wako. Urikuda kuyedza nekuvakirira zvakangodaro here?
Urikuyedza kudzikisira application inoiyi. Kuita sekudaro kunokwanisa kuita kuti itadze kushanda nekurasa data rako zvekare. Urikuda kuyedza nekudzikisira zvakangodaro here?
Chengeta maApps ari cached
Zvakanatswa zvisina kuvimbika
Yambira zvekunatsa maererano nemavhezheni asina kuvimbika
Imwe
Vhezheni itsva yakasainiwa nesvumbunuro yakasiyana neyakare. Kuti uvakirire vhezheni itsva, yakare inofanirwa kutanga yabviswa pakuvakirira. Tinokumbira kuti utange waita saizvozvo woyedza zvekare. (Yambira kuti kubvisa chivakirira kuchadzima data ririmukati rakachengetwa neapplication.)
Hapana mibvumo yakashandiswa.
Mibvumo
Hauna app iripo inokwanisa %s.
Dingindira
Isina kusainiwa
Isina kuwongororwa kururama
Pfimbi
Kero
Nhamba yema Apps
Chidhindo chechigunwe chesvumbunuro yekusaina (SHA-256)
Dudziro
Chapedzisira kunatsa
Zita
Izvi zvinoreva kuti rutarwa rwe
maApplication rwatadza kuwongororwa kururama. Unofanirwa kuchenjera
maApplications akatutunurwa kubva kumaindex asina kusainiwa.
Pfimbi iyi haisati yashandiswa.
Unofanirwa kuibvimidza kuwona maApps aino yananisa.
Haizivikanwe
Dzima Pfimbi?
Kudzima pfimbi kunoreva kuti
maApps kubva mairi haachakwanisa kwanikwa kubva kuF-Droid
Ziviso: Ese
maApp akambo vakirirwa acharamba ari pamuchina wako.
Yarambidzwa %1$s
Uchada
kubvumidza pfimbi iyi zvakare kuti uvakirire kubva kwairi.
Pfimbi yeF-Droid yachengetedzwa %1$s.
Pfimbi yeF-Droid irikutsvagirwa pa
%1$s
%s kana pashure
Kusvika pa %s
%1$s kusvika pa %2$s
Muchina wako hausi pamasaisai eWi-Fi mamwe chete nepfimbi yakamanikwa yawabva kuwedzera! Yedza kukochekedza pamasaisai aya: %s
Zvinosungira: %1$s
Mutauro
Sistemu ine hurongwa hwakarepo
Icon yeApp
Wi-Fi
Hotspot
Zvose
Ndezvipi zvitsva
Zvanatswa manje
Mahakiro
Tsvitsa
Mitambo
Magraphics
Dandemutande
Mari
Midhiya yakasiyana
Mafambiro
Nhare neTsamba pfupi
Kuverenga
zveScience neFundo
Zvekukwdekwera
Nhabvu neUtano
Sistemu
Kudingindira
Nguva
Kunyora
Hapana maApps akavakirirwa
Pane maApps pamuchina wako, asi haapo kubva kuF-Droid. Izvi zvinogona kudaro nekuti unofanirwa kunatsa pfimbi dzako, kana kuti pfimbi dzako hadzina maApps ako zvechokwadi.
Hapana maApps mubato iri.
Yedza kusarudza bato rakasiyana kana kunatsa pfimbi dzako kuti uwane rutarwa rutsva rwemaApps.
MaApps ose akanatswa.
Makorokoto! MaApps ako ose akanatswa (kana kuti pfimbi dzako hadzina kunatswa).
Hapana maApps akatevedzera akavakirirwa.
Hapana maApps akatevedzera aripo.
Hapana maApps akatevedzera ekunatsa.
Kukumbira hupindwa pamudzi…
Hupindwa pamudzi kwanyimwa
Muchina wako weAndroid hauna kuenda pamudzi kana kuti wanyima hupindwa pamudzi kuF-Droid.
Tatadza kuvakirira nenhau yekanganiso isingazivikanwe
Tatadza kubvisa kuvakirira nenhau yekanganiso isirikuzivikanwe
Tambanudzo ine chihesvuro yeF-Droid haipo
Sarudzo iyi iripo chete kana tambanudzo ine chihesvuro cheF-Droid chakavakirirwa.
Chicherechedzo chechihesvuro ichi chatadzwa! Chikumbiro, sika dudziro yezvipfukuto!
Mibvumo ine tambanudzo haina kupihwa kuchihesvuro! Chikumbiro, sika dudziro rezvipfukuto!
Vakirira
Tambanudzo yakavhurika
Budiriro pakuvakirira Tambanudzo ine chihesvuro cheF-Droid
Kuvakirira tambanudzo yechihesvuro cheF-Droid kwaramba
Tambanudzo ine chihesvuro cheF-Droid chabudirira kuvakirirwa. Izvi zvinobvumira F-Droid kuti ivakirire, ikwidziridze ne kubvisa kuvakirira pamaApps yega.
Kuvakirira kwetambanudzo ine chihesvuro cheF-Droid kwaramba. Mutowo wekuvakirira hauna kutsigirwa nepanguro dzese dzeAndroid, tinokumbira kuti wofefeta chisvukudza chezvipfukuto cheF-Droid kuti uwane mashoko mamwe.
Kuvakirira…
Kuvakirira nekutangidza kubatidza muchina…
Kubvisa kuvakirira…
Urikuda kuvakirira tambanudzo dzechihesvuro dzeF-Droid here?
Izvi zvichatora kusvika 10 masekondi.
Izvi zvinotora kusvika 10 masekondi nekuzotangidza kubatidza muchina mushure mazvo.
Urikuda kubvisa kuvakirira tambanudzo dzechihesvuro paF-Droid here?
Bvisa kuvakirira
Kuvakirira uku kwetambanudzo dzchihesvuro hakutsigirwe parizvino paAndroid 5.1 zvichikwira.
Kana shamwari yako yakabatidza F-Droid neNFC ita kuti michina yenyu ibatane.
Hakira paWi-Fi imwe chete seshamwari yako
Bata kuti utsinhana
Kuti utsinhana pamasaisai eWi-Fi, tanga mazvivimbisa kuti muripa masaisai mamwe chete. Kana usina hupindwa pamasaisai mamwe chete, mumwe wenyu anokwanisa kusika nzvimbo yake yemasaisai eWi-Fi.
Batsira shamwari yako kupinda panzvimbo yako yemasaisai
Tsinhana maApps
Kutsinhana kwabudirira!
Hapana masaisai iyezvino
%1$s (nzvimbo yako yemasaisai)
Bata kuti uvhure masaisai aripo
Bata kuti uchinje kuenda pane mamwe masaisai eWi-Fi
Vhura Scanner yeQR
Titambire paF-Droid!
Unoda kuwana maApps kubva pa %1$s izvozvi?
Usaratidza izvi zve
Munhu mumwe chete anoda kunzvera murau, kana kunyora URL yeimwe yacho mubrowser.
Sarudza maApps
Nzvera Murau weQR
Vanhu vari pedyo
Kutsvaga vanhu vari pedyo…
Kutsinhana kuri pedyo
Hakira nekuchinjana maApps nevanhu vari pedyo newe.
Kuwoneka nenzira yeBluetooth
Kugadzira Bluetooth…
Haisi kuwoneka nenzira yeBluetooth
Kuwoneka nenzira yeWi-Fi
Kugadzira Wi-Fi…
Kumisa Wi-Fi…
Haisi kuwoneka nenzira yeWi-Fi
Zita remuchina
Hausi kuwona munhu wauri kutsvaga here?
Tumira F-Droid
Hauna kuwana vanhu vari pedyo newe vekutsinhana.
Kuhakira
Tsinhira kutsinhana
Murau weQR wawanzvera hausi kuita kunge murau wekutsinhana.
Bluetooth haipo
Hatisi kukwanisa kutumira F-Droid, nekuti Bluetooth haipo pamuchina uyu.
Kuzadza…
Pane kanganiso yaitika pakuhakira kumuchina, hatisi kukwanisa kutsinhana nayo.
Kutsinhana hakuna kubvumirwa
Tisati tatsinhana, muchina wako unofanirwa kuita kuti uwonekwe.
Bata kuti uvakirire %s
Bata kuti unatse %s
inoda hupindwa pa
Unoda kuvakirira chekunatsa
kuApplication iripo here? Dhata rako ragara riripo harizo
rasika. Application yakanatswa iyi ichawana hupindwa pa:
Unoda kuvakirira chekunatsa
kuApplication yakavakwa iyi here? Dhata rako ragara riripo harizo
rasika. Application yakanatswa iyi ichawana hupindwa pa:
Unoda kuvakirira chekunatsa
kuApplication iripo here? Dhata rako ragara riripo harizo
rasika. Izvi hazvizosungira hupindwa hwuripamusoro.
Unoda kuvakirira chekunatsa
kuApplication yakavakwa iyi here? Dhata rako ragara riripo harizo
rasika. Izvi hazvizosungira hupindwa hwuripamusoro.
Zvitsva
Zvose
Izvi zvichada mari
Urikuda kudzorera App iyi nevhezheni yekufacory?
Urikuda kubvisa kuvakirira paApp iyi here?
Kututunura kwazadziswa, bata kuti uvakirire
Kututunura hakuna kubudirira
Takamirira kutanga kututunura…
Kanganiso pakuvakirira %s
Kanganiso pakubvisa kuvakirira %s
"Chitsva: "
Kuyananiswa na %1$s.
Kututunura…
Kututunura %1$s
Kuvakirira…
Kubvisa kuvakirira…
Hazvimbofi
PaAwa
Pa maawa 4 ese
Pa maawa 12 ese
Zuva nezuva
Vhiki nevhiki
Pamavhiki 2 ose
Awa 1
Zuva 1
Vhiki 1
Mwedzi 1
Gore 1
Zvachose
Chiedza
Rima
Usiku
F-Droid yabondera
Pane kanganiso isina kutarisirwa yaitika
yamanikidza Application kuti imire. Unoda kunyora tsamba mbozha
ine zvizerekuti ubatsire kugadzira dambudziko iri here?
Unokwanisa kuwedzera mashoko mamwe ne mawonero ako panapa: